Retour aux livres
Kudzikinurwa Kubva Muchivi

Kudzikinurwa Kubva Muchivi

par Zacharias T. Fomum

Shona
39 pagesCPH
Zvinobatsira Zvinobatika paKuitwa Mutsvene

Bhuku rino harina kunyorwa kuti ripe ruzivo rwepfungwa chete pamusoro pemaonero aMwari panyaya iyi. Chinangwa charo ndechekupinza mutendi nechiitiko chemweya muupenyu hutsvene zvinobatika. Chidzidzo chakadzama chezvitsauko 6 na7 zvetsamba kuvaRoma. Mutendi anoponeswa kubva pamubairo wechivi uye anodzikinurwa kubva pasimba rechivi. Naizvozvo, anogona kusangana nekudzikinurwa kubva pachivi nepasimba rechivi zuva nezuvaizvozvo, arechivi zuva nezuvakudzikinurwa kubva pachivi nepasimba rechivi zuva nezuva. Bhuku rino rinopindura mibvunzo mikuru yakakosha, pamwe chete neyose inoenderana nayo: Takava vatadzi sei? Tingabuda sei muhunhu hwaAdhamu? Tingava sei varanda vekururama? Tingasangana sei nekufamba neMweya? Mubhuku rino umo maunowana zvakare chirevo chemweya chekusunungurwa pamurairo. Igwara rechokwadi uye rinobatika pakuitwa mutsvene. Ishe vakuropafadzei pamunoriverenga.

0,99 EUR

Télécharger / Acheter sur ztfbooks

Un exemplaire papier en Belgique ?

Pour obtenir une version physique de cet ouvrage, contactez-nous en Belgique.

Nous contacter